Psalms 98:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakaziʋisa kuponesa kwake; Wakaratidza pacena kururama kwake pamberi paʋahedeni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akazivisa ruponeso rwake uye akaratidza kururama kwake kundudzi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akaratidza kukunda kwake akazivisa kukunda kwake pamberi pamarudzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akazivisa kuponesa kwake; Akaratidza pachena kururama kwake pamberi pavahedheni.
Shona 2009?
Jehovha akazivisa kuponesa kwake; Akaratidza pachena kururama kwake pamberi pavahedheni.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akazivisa kuponesa kwake; Akaratidza pachena kururama kwake pamberi pavahedheni.