Psalms 98:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaraŋgarira ngoni dzake nokutendeka kwake kuimba yaIsraeri; Migumo yose yapasi yakaʋona kuponesa kwaMŋari weɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akarangarira rudo rwake nokutendeka kwake kuimba yaIsraeri; migumo yose yenyika yakaona ruponeso rwaMwari wedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akarangarira mwoyochena wake nokutendeka kwake kuimba yokwaIsiraeri. Pasi pose kusvika kwayakaperera pakaoma kukunda kwaMwari wedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akarangarira ngoni dzake nokutendeka kwake kuimba yaIsiraeri; Migumo yose yapasi yakaona kuponesa kwaMwari wedu.
Shona 2009?
Akarangarira ngoni dzake nokutendeka kwake kuimba yaIsiraeri; Migumo yose yapasi yakaona kuponesa kwaMwari wedu.
Shona SUB 2002 Bible
Akarangarira ngoni dzake nokutendeka kwake kuimba yaIsiraeri; Migumo yose yapasi yakaona kuponesa kwaMwari wedu.