Psalms 98:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamberi paJehova, nokuti unoʋuya kuzotoŋga pasi, Ucatoŋga nyika ɀakarurama, Naʋanhu nokururama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ngaaimbe pamberi paJehovha, nokuti anouya kuzotonga nyika. Achatonga nyika zvakarurama navanhu nokururamisira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaaimbe pana TENZI nokuti ari kuuya kuzotonga nyika. Achatonga pasi pose noururami uye achatonga vanhu noruenzaniso.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamberi paJehovha, nokuti anouya kuzotonga pasi, Achatonga nyika zvakarurama, Navanhu nokururama.
Shona 2009?
Pamberi paJehovha, nokuti anouya kuzotonga pasi, Achatonga nyika zvakarurama, Navanhu nokururama.
Shona SUB 2002 Bible
Pamberi paJehovha, nokuti anouya kuzotonga pasi, Achatonga nyika zvakarurama, Navanhu nokururama.