Revelation 1:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikatendeʋuka kuti ndiʋone inzwi rakataura neni. Ndakati ndatendeʋuka, ndikaʋona ɀigadziko ɀemŋenje ɀinomŋe ɀendarama;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakatendeuka ndikatarisa kuti ndione inzwi rakanga richitaura kwandiri. Uye ndakatendeuka ndikaona zvigadziko zvemwenje,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipo pandakatendeuka kuti ndione kuti izwi rani raitaura neni. Pandakatendeuka ndakaona zvigadzikiro zvomwenje zvendarama zvinomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikatendeuka kuti ndione izwi rakataura neni. Ndakati ndatendeuka, ndikaona zvigadziko zvemwenje zvinomwe zvendarama;
Shona 2009?
Ndikatendevuka kuti ndivone inzwi rakataura neni. Ndakati ndatendevuka, ndikavona zvigadziko zvemwenje zvinomwe zvendarama;
Shona SUB 2002 Bible
Ndikatendeuka kuti ndione izwi rakataura neni. Ndakati ndatendeuka, ndikaona zvigadziko zvemwenje zvinomwe zvendarama.