Revelation 1:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakati ndicimuʋona, ndikawira pasi patsoka dzake sendineŋge ndafa; akaisa ruʋoko rwake rworudyi pamsoro paŋgu, akati: Usatya, ndini wokutaŋga nowokupedzisira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pandakamuona, ndakawira patsoka dzake kunge ndafa. Ipapo akaisa ruoko rwake rworudyi pamusoro pangu akati, “Usatya. Ndini Wokutanga neWokupedzisira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pandakamuona ndakawira pasi patsoka dzake sokunge ndafa, asi iye akaisa ruoko rwake rworudyi pandiri achiti, “Usatye, ndini Wokutanga noWokupedzisira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakati ndichimuona, ndikawira pasi patsoka dzake sendinenge ndafa; akaisa ruoko rwake rworudyi pamusoro pangu, akati, “Usatya, ndini wokutanga nowokupedzisira,
Shona 2009?
Ndakati ndichimuvona, ndikawira pasi patsoka dzake sendinenge ndafa; akaisa ruvoko rwake rworudyi pamusoro pangu, akati: kwandiri usatya, ndini wokutanga nowokupedzisira.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakati ndichimuona, ndikawira pasi patsoka dzake sendinenge ndafa; akaisa ruoko rwake rworudyi pamusoro pangu akati, “Usatya, ndini wokutanga nowokupedzisira,