Revelation 1:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akatiita ʋushe, naʋaprista kunaMŋari naƂaɓa ʋake, kwaari ŋgakuʋe kubginya nesimba nokusiŋgaperi‐peri. Ameni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akatiita ushe nouprista kuti tishumire Mwari wake naBaba, vake ngaave nokubwinya nesimba nokusingaperi-peri! Ameni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uye kuti tive vapristi kuna Mwari wake nababa vake, iye ngaawaniswe mbiri nokutonga narini narini. Ameni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akatiita ushe, navapristi kuna Mwari naBaba vake, kwaari ngakuve kubwinya nesimba nokusingaperi-peri. Ameni.
Shona 2009?
akatiita madzimambo, navaprista kunaMwari naBaba vake, kwaari ngakuve kubwinya nesimba nokusingaperi peri. Ameni.
Shona SUB 2002 Bible
akatiita ushe, navapristi kuna Mwari naBaba vake, kwaari ngakuve kubwinya nesimba nokusingaperi–peri. Ameni.