Revelation 10:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati kwandiri: Unofanira kuprofita ɀe pamsoro paʋanhu ʋazhinji, nendudzi, nendimi, namadzimambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakaudzwa kuti, “Unofanira kuprofitazve pamusoro pavanhu vazhinji, nendudzi, nendimi uye namadzimambo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakaudzwa kuti, “Unofanira kuporofita zvakare nezvendudzi dzavanhu vazhinji nezvamarudzi nezvendimi nezvamadzimambo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati kwandiri, “Unofanira kuporofitazve pamusoro pavanhu vazhinji, nendudzi, nendimi, namadzimambo.”
Shona 2009?
Vakati kwandiri: Unofanira kuporofita zve pamusoro pavanhu vazhinji, nendudzi, nendimi, namadzimambo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati kwandiri, “Unofanira kuporofitazve pamusoro pavanhu vazhinji, nendudzi, nendimi, namadzimambo.”