Revelation 10:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaɗanidzira nenzwi guru seshumba inorira; iye wakati aɗanidzira, kutinhira kunomŋe kukaɓuɗisa manzwi ako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akadanidzira nenzwi guru sokuomba kweshumba. Akati adanidzira, inzwi rokutinhira kunomwe rakataura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akadaidzira nezwi guru seshumba iri kudzvova. Paakadaidzira mheni nomwe dzakabva dzadhiriridza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akadanidzira nezwi guru seshumba inorira; iye akati adanidzira, kutinhira kunomwe kukabudisa mazwi ako.
Shona 2009?
akadanidzira nenzwi guru seshumba inorira; iye wakati adanidzira, kutinhira kunomwe kukabudisa manzwi ako.
Shona SUB 2002 Bible
akadanidzira nezwi guru seshumba inorira; iye akati adanidzira, kutinhira kunomwe kukabudisa mazwi ako.