Revelation 10:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mutumŋa uya wandakaʋona amire pamsoro peguŋgwa napamsoro penyika, wakasimudzira ruʋoko rwake rworudyi kuɗeŋga,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mutumwa wandakanga ndaona amire pagungwa napanyika akasimudzira ruoko rwake rworudyi kudenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa uya wandakaona akamira pagungwa napanyika akasimudzira ruoko rwake kudenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mutumwa uya wandakaona amire pamusoro pegungwa napamusoro penyika, akasimudzira ruoko rwake rworudyi kudenga,
Shona 2009?
Ipapo mutumwa uya wandakavona amire pamusoro pegungwa napamusoro penyika, wakasimudzira ruvoko rwake rworudyi kudenga,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mutumwa uya wandakaona amire pamusoro pegungwa napamusoro penyika, akasimudzira ruoko rwake rworudyi kudenga,