Revelation 10:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akapika naiye uri mupenyu nokusiŋgaperi‐peri, wakasika ɗeŋga neɀiri’mo, nenyika neɀiri’mo, neguŋgwa neɀiri’mo, kuti ŋguʋa haiŋgazoʋi’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye akapika naiye anogara nokusingaperi-peri, iye akasika matenga nezvose zviri maari, nyika nezvose zviri mairi, uye negungwa nezvose zviri mariri, uye akati, “Hapachazombovizve nokunonoka!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akapika naiye anogara narini narini; akasika denga nezvirimo nenyika nezvirimo negungwa nezviri mariri, zvechinono hapachisina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akapika naiye ari mupenyu nokusingaperi-peri, akasika denga nezvirimo, nenyika nezvirimo, negungwa nezvirimo, kuti nguva haingazovipo.
Shona 2009?
akapika naiye uri mupenyu nokusingaperi-peri, wakasika denga nezvirimo, nenyika nezvirimo, negungwa nezvirimo, kuti nguva haingazovipo.
Shona SUB 2002 Bible
akapika naiye ari mupenyu nokusingaperi–peri, akasika denga nezvirimo, nenyika nezvirimo, negungwa nezvirimo, kuti nguva haingazovipo.