Revelation 11:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakanzwa inzwi guru, rinobva kuɗeŋga, riciti kwaʋari: Kwirai pano. Ʋakakwira kuɗeŋga negore, ʋaʋeŋgi ʋaʋo ʋakaʋaʋona.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakanzwa inzwi guru richibva kudenga richiti, “Kwirai kuno.” Uye vakakwira kudenga vari mugore, vavengi vavo vachizviona.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazonzwa izwi guru richibva kudenga richivati, “Kwirai kuno.” Vakakwira kudenga vari mugore vavengi vavo vakatarisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakanzwa izwi guru, rinobva kudenga, richiti kwavari, “Kwirai pano.” Vakakwira kudenga negore, vavengi vavo vakavaona.
Shona 2009?
Ipapo vakanzwa inzwi guru, rinobva kudenga, richiti kwavari: Kwirai pano. Vakakwira kudenga negore, vavengi vavo vakavavona.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakanzwa izwi guru, rinobva kudenga, richiti kwavari, “Kwirai pano.” Vakakwira kudenga negore, vavengi vavo vakavaona.