Revelation 11:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Ʋakuru ʋanamakumi maʋiri naʋanna ʋanogara paɀigaro ɀaʋo ɀoʋushe pamberi paMŋari, ʋakawira pasi neɀiso ɀaʋo, ʋakanamata Mŋari,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vakuru makumi maviri navana, vakanga vagere pazvigaro zvavo zvoushe pamberi paMwari, vakawira pasi nezviso zvavo uye vakanamata Mwari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakuru vakuru makumi maviri ana vana vaya vagere pazvigaro zvavo zvoumambo vakati kota kota nouso pamberi paMwari vachinamata Mwari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Vakuru vana makumi maviri navana vanogara pazvigaro zvavo zvoushe pamberi paMwari, vakawira pasi nezviso zvavo, vakanamata Mwari,
Shona 2009?
Ipapo Vakuru vanamakumi maviri navana vanogara pazvigaro zvavo zvovushe pamberi paMwari, vakawira pasi nezviso zvavo vakanamata Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Vakuru vana makumi maviri navana vanogara pazvigaro zvavo zvoushe pamberi paMwari, vakawira pasi nezviso zvavo, vakanamata Mwari,