Revelation 11:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaciti: Tinokuʋoŋgai imi, Ishe Mŋari wamasimba ose, muri’po, namakaŋga muri’po; nokuti makatora simba renyu guru, mukaɓata ʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vachiti: “Tinokuvongai imi, Ishe Mwari Wamasimba Ose, Iye aripo uye akanga aripo, nokuti matora simba renyu guru uye matanga kutonga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vachiti, “Tinokutendai Tenzi Mwari Samasimbaose. Imi muripo, makanga muripo kuti makatora ukuru hwenyu mukatangisa kutonga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vachiti, “Tinokuvongai imi, Ishe Mwari waMasimbaose, muripo, makanga muripo; nokuti makatora simba renyu guru, makabata ushe.
Shona 2009?
vachiti: Tinokuvongai imi, Ishe Mwari wamasimba ose, uripo, wakanga aripo, nouchazovapo; nokuti makatora simba renyu guru, mukabata vushe.
Shona SUB 2002 Bible
vachiti, “Tinokuvongai imi, Ishe Mwari waMasimbaose, muripo, makanga muripo; nokuti makatora simba renyu guru, makabata ushe.