Revelation 11:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋapedza kupupura kwaʋo, cikara cinokwira cicibva mugomba rakadzika‐dzika cicarwa naʋo, ciciʋakunda nokuʋaʋuruya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino pavanenge vapedza kupupura kwavo, chikara chinobva mugomba rakadzika zvisina mugumo chichavarwisa, chigovakunda uye chichavauraya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavanopedza uchapupu hwavo chikara chiya chinobuda mugomba risina parinoperera chichavarwisa chigovakurira chigovauraya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vapedza kupupura kwavo, chikara chinokwira chichibva mugomba rakadzika-dzika chicharwa navo, chichivakunda nokuvauraya.
Shona 2009?
Kana vapedza kupupura kwavo, chikara chinokwira chichibva mugomba rakadzika dzika chicharwa navo, chichivakunda nokuvavuraya.
Shona SUB 2002 Bible
Kana vapedza kupupura kwavo, chikara chinokwira chichibva mugomba rakadzika–dzika chicharwa navo, chichivakunda nokuvauraya.