Revelation 11:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanobva kuʋanhu, namarudzi, nendimi, nendudzi, ʋacaʋona mitumbu yaʋo mazuʋa matatu nehafu, ʋasiŋgatenderi kuti iʋigwe mubgiro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwamazuva matatu nehafu, vanhu vanobva kuvanhu vose, kumarudzi ose, kundimi dzose, nokundudzi dzose vacharamba vakatarira mitumbi yavo uye vachadzivisa kuvigwa kwayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwamazuva matatu ane chidimbu vanhu vanobva muvanhu vose nomumadzinza nomundimi nomumarudzi vachatarisa zvitunha zvavo vachiramba kuti zvivigwe muguva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanobva kuvanhu, namarudzi, nendimi, nendudzi, vachaona mitumbi yavo mazuva matatu nehafu, vasingatenderi kuti ivigwe mubwiro.
Shona 2009?
Vanobva kuvanhu, namarudzi, nendimi, nendudzi, vachavona mitumbi yavo mazuva matatu nehafu, vasingatenderi kuti ivigwe mubwiro.
Shona SUB 2002 Bible
Vanobva kuvanhu, namarudzi, nendimi, nendudzi, vachaona mitumbi yavo mazuva matatu nehafu, vasingatenderi kuti ivigwe muhwiro.