Revelation 12:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shato yakati yaʋona kuti yakandirwa pasi panyika, ikatambudza mukadzi wakaɀara mŋana womukomana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shato yakati yaona kuti yakanga yakandwa panyika, yakadzinganisa mukadzi akanga azvara mwana mukomana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zigaranyanya parakaona kuti rakandidzirwa pasi rakaronda mudzimai uya akanga asununguka mwana mukomana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shato yakati yaona kuti yakandirwa pasi panyika ikatambudza mukadzi akazvara mwana womukomana.
Shona 2009?
Shato yakati yavona kuti yakandirwa pasi panyika, ikatambudza mukadzi wakazvara mwana womukomana.
Shona SUB 2002 Bible
Shato yakati yaona kuti yakandirwa pasi panyika ikatambudza mukadzi akazvara mwana womukomana.