Revelation 12:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo nyoka yakaɓuɗisa mvura mumuromo mayo, yakaita sorwizi shure kwomukadzi, kuti akukurwe norwizi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo nyoka yakabudisa mvura yakaita sorwizi kubva mumuromo mayo, kuti ikukure mukadzi namafashamu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyoka iya yakawodzvora mvura serwizi ichibva mukanwa mayo yakananga kumudzimai uya kuti imueredze neboporodzi iroro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo nyoka yakabudisa mvura mumuromo mayo, yakaita sorwizi shure kwomukadzi, kuti akukurwe norwizi.
Shona 2009?
Ipapo nyoka yakabudisa mvura mumuromo mayo, yakaita sorwizi shure komukadzi kuti akukurwe norwizi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo nyoka yakabudisa mvura mumuromo mayo, yakaita sorwizi shure kwomukadzi, kuti akukurwe norwizi.