Revelation 12:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo nyika yakaɓatsira mukadzi, nyika ikashamisa muromo wayo, ikamedza rwizi rwakaɓuɗiswa neshato mumuromo mayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi nyika yakabatsira mukadzi nokuzarura muromo wayo uye ikamedza rwizi rwakanga rwabudiswa neshato mumuromo wayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi nyika ndiyo yakazobatsira mudzimai uya. Nyika yakashama muromo wayo ikamedza rwizi rwuya rwakanga rwaodzvorwa nezigaranyanya rwuchibva mumuromo maro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo nyika yakabatsira mukadzi, nyika ikashamisa muromo wayo, ikamedza rwizi neshato mumuromo mayo.
Shona 2009?
Ipapo nyika yakabatsira mukadzi, nyika ikashamisa muromo wayo, ikamedza rwizi rwakabudiswa neshato mumuromo mayo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo nyika yakabatsira mukadzi, nyika ikashamisa muromo wayo, ikamedza rwizi neshato mumuromo mayo.