Revelation 12:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iye wakaŋga anemimba, akaɗanidzira pakupona kwake, acitambudzika pakuɀara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akanga ane mimba uye akadanidzira mukurwadziwa sezvo akanga ava kupona.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akanga akazvitakura achichema nokurwadziwa ava kupona achitambudzika pakusununguka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
iye akanga ane mimba, akadanidzira pakupona kwake, achitambudzika pakuzvara.
Shona 2009?
iye wakanga anemimba, akadanidzira pakupona kwake, achitambudzika pakuzvara.
Shona SUB 2002 Bible
iye akanga ane mimba, akadanidzira pakupona kwake, achitambudzika pakuzvara.