Revelation 12:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukadzi akatizira kurenje, paakagadzirirwa nɀimbo naMŋari, kuti ʋamuceŋgete’po mazuʋa anecuru cinamazana maʋiri namakumi matanhatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi akatizira kugwenga kunzvimbo yaakanga agadzirirwa naMwari, kwaaizochengetwa kwamazuva chiuru namazana maviri namakumi matanhatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzimaiwo ndokuti ware kutizira kurenje kune nzvimbo yaakanga agadzirirwa naMwari maaizoriritirwa kwamazuva ane chiuru namazana maviri namakumi matanhatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukadzi akatizira kurenje, paakagadzirirwa nzvimbo naMwari, kuti vamuchengetepo mazuva ane chiuru chinamazana maviri namakumi matanhatu.
Shona 2009?
Mukadzi akatizira kurenje, paakagadzirirwa nzvimbo naMwari, kuti vamuchengetepo mazuva anechuru chinamazana maviri namakumi matanhatu.
Shona SUB 2002 Bible
Mukadzi akatizira kurenje, paakagadzirirwa nzvimbo naMwari, kuti vamuchengetepo mazuva ane chiuru china mazana maviri namakumi matanhatu.