Revelation 12:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kurwa kwakaʋa’po kuɗeŋga; Mikaeri naʋatumŋa ʋake ʋakarwa neshato, shato ikarwa inaʋatumŋa ʋayo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kudenga kwakava nehondo. Mikaeri navatumwa vake vakarwa neshato, uye shato navatumwa vayo ikadzorerawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudenga makamuka hondo Mikaeri navatumwa vake vachirwisa zigaranyanya riya. Zigaranyanya navatumwa varo rakarwisawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kurwa kwakavapo kudenga; Mikaeri navatumwa vake vakarwa neshato, shato ikarwa inavatumwa vayo;
Shona 2009?
Zvino kurwa kwakavapo kudenga; Mikaeri navatumwa vake vakarwa neshato, shato ikarwa inavatumwa vayo;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kurwa kwakavapo kudenga; Mikaeri navatumwa vake vakarwa neshato, shato ikarwa inavatumwa vayo;