Revelation 12:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakasakunda, nenɀimbo yaʋo hainakuzowanikwa kuɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi yakanga isina simba rakakwana, uye nzvimbo yavo yakashayikwa kudenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zigaranyanya navatumwa varo rakakurirwa; pakanga pasisina nzvimbo yavo kudenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakasakunda, nenzvimbo yavo haina kuzowanikwa kudenga.
Shona 2009?
vakasakunda, nenzvimbo yavo hainakuzowanikwa kudenga.
Shona SUB 2002 Bible
vakasakunda, nenzvimbo yavo haina kuzowanikwa kudenga.