Revelation 13:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cinomanikidza ʋose, ʋaɗuku naʋakuru, ʋafumi naʋarombo, ʋakasunuŋguka naʋaranda, kuti ʋapiwe ciratidzo muruʋoko rwaʋo rworudyi, kana pahuma yaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chakamanikidza munhu wose, muduku nomukuru, mupfumi nomurombo, akasununguka nomutapwa, kuti vapiwe mucherechedzo paruoko rwavo rworudyi kana pahuma yavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye chinoitawo kuti vose vakuru navaduku, vapfumi navarombo vose vakasununguka navarandawo, vaiswe mucherechedzo paruoko rworwudyi kana pahuma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chinomanikidza vose, vaduku navakuru, vafumi navarombo, vakasununguka navaranda, kuti vapiwe chiratidzo muruoko rwavo rworudyi, kana pahuma yavo;
Shona 2009?
Chinomanikidza vose, vaduku navakuru, vafumi navarombo, vakasununguka navaranda, kuti vapiwe chiratidzo muruvoko rwavo rworudyi, kana pahuma yavo;
Shona SUB 2002 Bible
Chinomanikidza vose, vaduku navakuru, vafumi navarombo, vakasununguka navaranda, kuti vapiwe chiratidzo muruoko rwavo rworudyi, kana pahuma yavo;