Revelation 13:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti munhu arege kuʋa’po unogona kuteŋga nokuteŋgesa, asi iye uneciratidzo, iro zita recikara kana ciʋereŋgo cezita raco.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuitira kuti kurege kuva nomunhu angagona kutenga kana kutengesa kunze kwokunge ano mucherechedzo, unova ndiwo zita rechikara kana chiverengo chezita racho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvokuti hapana anogona kutenga kana kutengesa kunze kokunge anomucherechedzo, zvichireva zita rechikara ichocho kana kuti nhamba yezita racho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti munhu arege kuvapo anogona kutenga nokutengesa, asi iye ane chiratidzo, iro zita rechikara kana chiverengo chezita racho.
Shona 2009?
kuti munhu arege kuvapo unogona kutenga nokutengesa, asi iye unechiratidzo, iro zita rechikara kana chiverengo chezita racho.
Shona SUB 2002 Bible
kuti munhu arege kuvapo anogona kutenga nokutengesa, asi iye ane chiratidzo, iro zita rechikara kana chiverengo chezita racho.