Revelation 13:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo cakapiwa muromo unotaura mashoko makuru neɀokumhura; cikapiwa simba kuti ciɀiite mŋedzi inamakumi manna nemiʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chikara chakapiwa muromo wokutaura mashoko okuzvikudza neokumhura nokushandisa simba racho kwemwedzi makumi mana nemiviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikara chakabvumirwa kutaura chikataura mazwi okuzvikudza nookushonha Mwari chakabvumirwa kutonga kwemwedzi makumi mana nemiviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo chakapiwa muromo unotaura mashoko makuru nezvokumhura; chikapiwa simba kuti chizviite mwedzi inamakumi mana nemiviri.
Shona 2009?
Ipapo chakapiwa muromo unotaura mashoko makuru nezvokumhura; chakapiwa simba kuti chizviite mwedzi inamakumi mana nemiviri.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo chakapiwa muromo unotaura mashoko makuru nezvokumhura; chikapiwa simba kuti chizviite mwedzi ina makumi mana nemiviri.