Revelation 13:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cikashamisa muromo waco kuti cimhure Mŋari, nokumhura zita rake netabernakeri yake naiʋo ʋanogara kuɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chakashamisa muromo wacho kuti chimhure Mwari, uye kuti chituke zita rake nenzvimbo yake yokugara, neyaavo vanogara kudenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chakazarura muromo chichitaura mazwi okushonha Mwari Chichishonha zita rake napaanogara zvichireva avo vanogara kudenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chikashamisa muromo wacho kuti chimhure Mwari, nokumhura zita rake netabhenakeri yake naivo vanogara kudenga.
Shona 2009?
Chikashamisa muromo wacho kuti chimhure Mwari, nokumhura zita rake netabernakeri yake naivo vanogara kudenga.
Shona SUB 2002 Bible
Chikashamisa muromo wacho kuti chimhure Mwari, nokumhura zita rake netabhenakeri yake naivo vanogara kudenga.