Revelation 13:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋose ʋanogara panyika ʋacacinamata, iʋo ʋasinakunyorerwa zita raʋo mubuku yeGwaiana rakaɓayiwa kubva pakusikwa kwenyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose vanogara panyika vachanamata chikara, vose vana mazita asina kunyorwa mubhuku roupenyu reGwayana rakabayiwa kubva pakusikwa kwenyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vanogara panyika vachachigwadamira vachichinamata, vose zvavo vana mazita asina kunyorwa pasi pasati pavapo, mubhuku roupenyu reHwayana yakauraiwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vose vanogara panyika vachachinamata, ivo vasina kunyorerwa zita ravo mubhuku yeGwayana rakabayiwa, kubva pakusikwa kwenyika.
Shona 2009?
Vose vanogara panyika vachachinamata, ivo vasinakunyorwa mazita avo mubhuku yegwayana rakabayiwa kubva pakusikwa kwenyika.
Shona SUB 2002 Bible
Vose vanogara panyika vachachinamata, ivo vasina kunyorerwa zita ravo mubhuku yeGwayana rakabayiwa, kubva pakusikwa kwenyika.