Revelation 14:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mutumŋa wakakandira jeko rake panyika, akaceka muzambiriŋga wenyika, akaɀikandira muciȿiniro cikuru cokutsamŋa kwaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutumwa akavheyesa jeko rake panyika, akaunganidza mazambiringa awo uye akaakanda muchisviniro chikuru chewaini chehasha dzaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo mutumwa akavheesa jeko rake panyika akaunganidza magirepisi apanyika, akaakanda muguvi guru rokusvinira waini rehasha dzaMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mutumwa wakakandira jeko rake panyika, akacheka mudzambiringa wenyika, akazvikandira muchisviniro chikuru chokutsamwa kwaMwari.
Shona 2009?
Ipapo mutumwa wakakandira jeko rake panyika, akacheka muzambiringa wenyika, akazvikandira muchisviniro chikuru chokutsamwa kwaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mutumwa wakakandira jeko rake panyika, akacheka muzambiringa wenyika, akazvikandira muchisviniro chikuru chokutsamwa kwaMwari.