Revelation 16:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndakanzwa inzwi guru ricibva mutembere, riciti kuʋatumŋa ʋanomŋe: Endai, mundoɗurura panyika ndiro nomŋe dzokutsamŋa dzaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakanzwa inzwi guru richibva mutemberi richiti: kuvatumwa vanomwe, “Endai, mundodurura ndiro nomwe dzehasha dzaMwari panyika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakazonzwa izwi guru richibva muTemberi richiti kuvatumwa vanomwe, “Endai mundodurura panyika ndiro nomwe dzehasha dzaMwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndakanzwa izwi guru richibva mutemberi, richiti kuvatumwa vanomwe, “Endai, mundodurura panyika ndiro nomwe dzokutsamwa dzaMwari.”
Shona 2009?
Zvino ndakanzwa inzwi guru richibva mutembere, richiti kuvatumwa vanomwe: Endai, mundodurura panyika ndiro nomwe dzokutsamwa dzaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndakanzwa izwi guru richibva mutemberi, richiti kuvatumwa vanomwe, “Endai, mundodurura panyika ndiro nomwe dzokutsamwa dzaMwari.”