Revelation 16:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakamhura Mŋari wokuɗeŋga pamsoro pokurwadzwa kwaʋo namaronda aʋo; asi haʋana‐kutendeʋuka pamaɓasa aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vakatuka Mwari wokudenga nokuda kwokurwadziwa kwavo namaronda avo, asi vakaramba kutendeuka pane zvavakanga vaita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakashonha Mwari wedenga pamusana pokurwadziwa kwavo uye pamusana pamaronda avo asi havana kutendeuka pazviito zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakamhura Mwari wokudenga pamusoro pokurwadzwa kwavo namaronda avo; asi havana kutendeuka pamabasa avo.
Shona 2009?
vakamhura Mwari wokudenga pamusoro pokurwadzwa kwavo namaronda avo; asi havana kutendevuka pamabasa avo.
Shona SUB 2002 Bible
vakamhura Mwari wokudenga pamusoro pokurwadzwa kwavo namaronda avo; asi havana kutendeuka pamabasa avo.