Revelation 16:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Guta guru rikakamurwa rikaita ɀikamu ɀitatu, maguta amarudzi akaputsika; Babironi guta guru rikaraŋgarirwa pamberi paMŋari, kuti ripiwe mukombe wewaini yokutsamŋa kwehasha dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Guta guru rakatsemuka rikaita mapandi matatu uye maguta endudzi akakoromoka. Mwari akarangarira Bhabhironi guta guru akaripa mukombe uzere newaini yokutsamwa kwehasha dzake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Guta guru riya rakabva rakamurwa muzvikamu zvitatu maguta evechirudzi akaparara. Mwari haana kukanganwa guta guru reBhabhironi kuti rinofanira kunwa mukombe wehasha dzake huru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Guta guru rikakamurwa rikaita zvikamu zvitatu, maguta amarudzi akaputsika; Bhabhironi guta guru rikarangarirwa pamberi paMwari, kuti ripiwe mukombe wewaini yokutsamwa kwehasha dzake.
Shona 2009?
Guta guru rikakamurwa rikaita zvikamu zvitatu, maguta amarudzi akaputsika; Bhabhironi guta guru rikarangarirwa pamberi paMwari, kuti ripiwe mukombe wewaini yokutsamwa kwehasha dzake.
Shona SUB 2002 Bible
Guta guru rikakamurwa rikaita zvikamu zvitatu, maguta amarudzi akaputsika; Bhabhironi guta guru rikarangarirwa pamberi paMwari, kuti ripiwe mukombe wewaini yokutsamwa kwehasha dzake.