Revelation 16:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀiwi ɀose ɀikatiza, namakomo haana‐kuwanikwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvitsuwa zvose zvakatiza uye makomo haana kugona kuwanikwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvitsuwa zvose zvakatiza, kana makomowo akanyangarika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zviwi zvose zvikatiza, namakomo haana kuwanikwa.
Shona 2009?
Zviwi zvose zvikatiza, namakomo haana kuwanikwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zviwi zvose zvikatiza, namakomo haana kuwanikwa.