Revelation 16:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wecipiri akaɗurura ndiro yake paguŋgwa; rikashanduka ropa seromunhu wakafa; neɀipenyu ɀose ɀakaŋga ɀiri muguŋgwa ɀikafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutumwa wechipiri akadurura ndiro yake pagungwa, uye rikashanduka rikava ropa seromunhu akafa, uye zvipenyu zvose zvomugungwa zvikafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa wechipiri akadururira ndiro yake mugungwa rikaita seropa romunhu afa, zvipenyu zvose zvaiva mugungwa zvikafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wechipiri akadurura ndiro yake pagungwa; rikashanduka ropa seromunhu akafa; nezvipenyu zvose zvakanga zviri mugungwa zvikafa.
Shona 2009?
Wechipiri akadurura ndiro yake pagungwa; rikashanduka ropa seromunhu wakafa; nezvipenyu zvose zvakanga zviri mugungwa zvikafa.
Shona SUB 2002 Bible
Wechipiri akadurura ndiro yake pagungwa; rikashanduka ropa seromunhu akafa; nezvipenyu zvose zvakanga zviri mugungwa zvikafa.