Revelation 16:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikanzwa mutumŋa wemvura aciti: Imi, Makarurama, muri’po, namakaŋga muri’po, Mutȿene, nokuti makatoŋga saiɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakanzwa mutumwa aichengeta mvura achiti: “Imi makarurama mukutonga uku, imi muripo uye makanga muripo, Mutsvene Oga, nokuti makatonga saizvozvo;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakazonzwa mutumwa anotonga zvemvura achiti, “Imi muri mutsvene kutonga kwenyu kwakarurama imi muripo uye makanga muripo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikanzwa mutumwa wemvura achiti, “Imi, Makarurama, muripo, namakanga miripo, Mutsvene, nokuti makatonga saizvozvo.
Shona 2009?
Ndikanzwa mutumwa wemvura achiti: makarurama imwi Ishe, muripo makanga muripo nouchazovapo nokuti makatonga saizvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikanzwa mutumwa wemvura achiti, “Imi, Makarurama, muripo, namakanga miripo, Mutsvene, nokuti makatonga saizvozvo.