Revelation 16:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋakaɗurura ropa raʋatȿene neraʋaprofita, mukaʋapa ropa, kuti ʋanwe; ʋakafanirwa naiɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti vakateura ropa ravatsvene venyu navaprofita, uye mavapa ropa kuti vanwe sezvavakafanirwa nazvo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vakadeura ropa ravatsvene neravaporofita imi mukavapa ropa kuti vanwe. Toko waro! Ndomubayiro wavo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vakadurura ropa ravatsvene neravaporofita, mukavapa ropa, kuti vanwe; vakafanirwa naizvozvo.”
Shona 2009?
Nokuti vakadurura ropa ravatsvene neravaporofita, mukavapa ropa, kuti vamwe; vakafanirwa naizvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vakadurura ropa ravatsvene neravaporofita, mukavapa ropa, kuti vanwe; vakafanirwa naizvozvo.”