Revelation 16:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikanzwa artari riciti: Hoŋo, Ishe, Mŋari wamasimba ose, kutoŋga kwenyu ndokwaɀokwaɗi kwakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye ndakanzwa aritari ichipindura ichiti: “Hongu, Ishe Mwari Wamasimba Ose kutonga kwenyu kwakarurama uye ndokwechokwadi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakanzwa izwi kuchema paatari richiti, “Hamuoneka Tenzi Mwari Samasimbaose, kutonga kwenyu ndekwepachokwadi uye kwakarurama.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikanzwa aritari ichiti, “Hongu, Ishe, Mwari wamasimba ose, kutonga kwenyu ndokwechokwadi kwakarurama.”
Shona 2009?
Ndikanzwa mumwe ari muaritari achiti: Hongo, Ishe, Mwari wamasimba ose, kutonga kwenyu ndokwazvokwadi kwakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikanzwa atari ichiti, “Hongu, Ishe, Mwari wamasimba ose, kutonga kwenyu ndokwechokwadi kwakarurama.”