Revelation 16:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wecinna akaɗurura ndiro yake pamsoro pezuʋa, rikapiwa simba kuti ripise ʋanhu nomŋoto.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutumwa wechina akadurura ndiro yake pazuva, uye zuva rikapiwa simba rokupisa vanhu nomoto.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa wechina akadururira ndiro yake pazuva rikabvumirwa kupisa vanhu nomoto.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wechina akadurura ndiro yake pamusoro pezuva, rikapiwa simba kuti ripise vanhu nomoto.
Shona 2009?
Zvino wechina akadurura ndiro yake pamusoro pezuva, rikapiwa simba kuti ripise vanhu nomoto.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wechina akadurura ndiro yake pamusoro pezuva, rikapiwa simba kuti ripise vanhu nomoto.