Revelation 16:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋakapiswa nokupisa kukuru, ʋakamhura zita raMŋari, unesimba pamsoro pamaɗambudziko awa; haʋana‐kutendeʋuka, kuti ʋamukudze.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakapiswa nokupisa kukuru uye vakatuka zita raMwari, iye akanga ane simba pamusoro pamatambudziko aya, asi vakaramba kutendeuka kuti vamukudze.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vakapiswa nokupisa kunotyisa kwazvo. Vakashonha zita raMwari aiva nesimba pamusoro pepfumvu uye havana kupinduka kuti vamurumbidze.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vakapiswa nokupisa kukuru, vakamhura zita raMwari, anesimba pamusoro pamadambudziko awa; havana kutendeuka, kuti vamukudze.
Shona 2009?
Vanhu vakapiswa nokupisa kukuru, vakamhura zita raMwari, unesimba pamusoro pamambudziko awa; havana kutendevuka, kuti vamukudze.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vakapiswa nokupisa kukuru, vakamhura zita raMwari, ane simba pamusoro pamatambudziko aya; havana kutendeuka, kuti vamukudze.