Revelation 17:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋa ʋacarwa neGwaiana, Gwaiana ricaʋakunda; nokuti iro ndiShe wamadzishe, namambo wamadzimambo; naiʋo ʋanaro ndiʋanhu ʋakaɗanwa, ʋatȿene, ʋakatendeka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachaita hondo neGwayana, asi Gwayana richavakunda nokuti ndiye Ishe wamadzishe naMambo wamadzimambo, uye vakadanwa varo ndivo vachava naro, vakasanangurwa uye vateveri vakatendeka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vacharwisa Hwayana asi Hwayana ichavakurira nokuti ndiTenzi wavanatenzi naMambo wamadzimambo. Uye vaainavo vanhu vakadanwa vakasarudzwa uye vakatendeka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ava vacharwa neGwayana, Gwayana richavakunda; nokuti iro ndiIshe wamadzishe, namambo wamamdzimambo; naivo vanaro ndivanhu vakadanwa, vatsvene, vakatendeka.”
Shona 2009?
Ava vacharwa negwayana, gwayana richavakunda; nokuti iro ndiro Ishe wamadziShe, namambo wamadzimambo; naivo vanaro ndivanhu vakadamwa vatsvene vakatendeka.
Shona SUB 2002 Bible
Ava vacharwa neGwayana, Gwayana richavakunda; nokuti iro ndiIshe wamadzishe, namambo wamamdzimambo; naivo vanaro ndivanhu vakadanwa, vatsvene, vakatendeka.”