Revelation 17:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akati kwandiri: Mvura yawaʋona, inogarwa nemhombge, ndiʋo ʋanhu, naʋazhinji, namarudzi, nendimi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mutumwa akati kwandiri, “Mvura zhinji yawaona, panogara chifeve, ndiwo marudzi, navazhinji zhinji, nendudzi nemitauro mizhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa akanditi, “Mvura yawaona panga pagere chifeve chiya, vanhu nemhomho yavanhu namarudzi nendimi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati kwandiri, “Mvura yawaona, inogarwa nemhombwe, ndivo vanhu, navazhinji, namarudzi, nendimi.
Shona 2009?
Zvino akati kwandiri: mvura yawavona inogarwa nemhobwe,ndivo vanhu, navazhinji namarudzi, nendimi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati kwandiri, “Mvura yawaona, inogarwa nemhombwe, ndivo vanhu, navazhinji, namarudzi, nendimi.