Revelation 17:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyaŋga dzinegumi dzawaʋona, necikara, ndiʋo ʋacaʋeŋga mhombge, ʋacaiparadza, nokuitorera ŋguʋo; ʋacadya nyama yayo, nokuipisa nomŋoto.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chikara nenyanga gumi dzawaona zvichavenga chifeve. Zvichachiparadza zvigochisiya chisina kupfeka; zvichadya nyama yacho zvigochipisa nomoto.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyanga gumi dzawaona, idzo nechikara zvichavenga chifeve chiya. Zvichachitorera zvose zvachinazvo zvichichisiya chisina kupfeka chinhu. Zvichadya nyama yacho zvichachipisa nomoto
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyanga dzinegumi dzawaona, nechikara, ndivo vachavenga mhombwe, vachaiparadza, nokuitorera nguo; vachadya nyama yayo, nokuipisa nomoto.
Shona 2009?
Nyanga dzinegumi dzawavona nechikara ndivo vachavenga mhobwe, vachaiparadza nokuitorera nguvo; vachadya nyama yayo, nokuipisa nomoto.
Shona SUB 2002 Bible
Nyanga dzine gumi dzawaona, nechikara, ndivo vachavenga mhombwe, vachaiparadza, nokuitorera nguo; vachadya nyama yayo, nokuipisa nomoto.