Revelation 17:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukadzi wawaʋona ndiro guta guru, rinoɓata ʋushe bgamadzimambo enyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi wawaona ndiro guta guru rinotonga pamusoro pamadzimambo enyika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukadzi wawaona ndiro guta guru rinotonga madzimambo apasi pano.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mukadzi wawaona ndiro guta guru, rinobata ushe hwamadzimambo enyika.”
Shona 2009?
Mukadzi wawavona ndiro guta guru, rinobata vushe bwamadzimambo enyika.
Shona SUB 2002 Bible
“Mukadzi wawaona ndiro guta guru, rinobata ushe hwamadzimambo enyika.”