Revelation 17:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
madzimambo enyika akaita ʋupombge nayo, naʋanogara panyika ʋakaɓatwa newaini yoʋupombge bgayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naye, madzimambo enyika akaita upombwe uye vanogara panyika vakadhakwa newaini youpombwe hwake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chakaitwa ufeve nacho namadzimambo apanyika chine waini youfeve yakararadzisa vagari vapanyika.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
madzimambo enyika akaita upombwe nayo, navanogara panyika vakabatwa newaini youpombwe hwayo.”
Shona 2009?
madzimambo enyika akaita vupomwe nayo, navanogara panyika vakabatwa newaini yovupobwe bwayo.
Shona SUB 2002 Bible
madzimambo enyika akaita upombwe nayo, navanogara panyika vakabatwa newaini youpombwe hwayo.”