Revelation 17:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo wakandiisa kurenje mumŋeya, ndikaʋona mukadzi akataȿa cikara citȿuku, cizere namazita okumhura Mŋari, cinemisoro minomŋe nenyaŋga gumi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mutumwa akanditakura ndiri muMweya akaenda neni kugwenga. Ikoko ndakaona mukadzi agere pamusoro pechikara chitsvuku chakanga chakafukidzwa namazita okumhura uye chakanga chine misoro minomwe nenyanga gumi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiina Mweya mandiri akaenda neni kugwenga ndikaona mukadzi akatasva pachikara chitsvuku chakanga chazara namazita okushonha Mwari chakanga chiine misoro minomwe nenyanga gumi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akandiisa kurenje mumweya, ndikaona mukadzi akatasva chikara chitsvuku, chizere namazita okumhura Mwari, chine misoro minomwe nenyanga gumi.
Shona 2009?
Ipapo wakandiisa kurenje mumweya, ndikavona mukadzi akatasva chikara chitsvuku, chizere namazita okumhura Mwari, chinemisoro minomwe nenyanga gumi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akandiisa kurenje mumweya, ndikaona mukadzi akatasva chikara chitsvuku, chizere namazita okumhura Mwari, chine misoro minomwe nenyanga gumi.