Revelation 17:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakaʋona mukadzi akaɓatwa neropa raʋatȿene, ʋuye neropa reɀapupu ɀaJesu; ndikati ndicimuʋona ndikashamiswa nokushamiswa kukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakaona kuti mukadzi uyu akanga araradza neropa ravatsvene, ropa ravaya vanopupura Jesu. Pandakamuona, ndakakatyamara zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye ndakaona mukadzi uya akararadza neropa ravatsvene uye neropa rezvapupu zvakafira Jesu. Pandakamuona ndakashamiswa kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakaona mukadzi akabatwa neropa ravatsvene, uye neropa rezvapupu zvaJesu; ndikati ndichimuona ndikashamiswa nokushamiswa kukuru.
Shona 2009?
Ipapo ndakavona mukadzi akabatwa neropa ravatsvene, uye neropa rezvapupu zvaJesu; ndikati ndichimuvona ndikashamiswa nokushamiswa kukuru.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakaona mukadzi akabatwa neropa ravatsvene, uye neropa rezvapupu zvaJesu; ndikati ndichimuona ndikashamiswa nokushamiswa kukuru.