Revelation 17:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mutumŋa akati kwandiri: Washamiswa neiko? Ndicakuʋudza ɀakaʋanzika ɀomukadzi, neɀecikara cinomutakura cinemisoro minomŋe nenyaŋga dzinegumi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mutumwa akati kwandiri, “Seiko wakatyamara? Ndichakutsanangurira chakavanzika chomukadzi uye nechechikara chaanotasva, chine misoro minomwe nenyanga gumi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mutumwa akati kwandiri, “Ko uri kushamiswa nei? Rega ndikutaurire zvakavandika zvomukadzi uyu uye nezvechikara chine misoro minomwe nenyanga gumi chinomutakura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mutumwa akati kwandiri, “Washamiswa neiko? Ndichakuudza zvakavanzika zvomukadzi, nezvechikara chinomutakura chine misoro minomwe nenyanga dzine gumi.
Shona 2009?
Ipapo mutumwa akati kwandiri: Washamiswa neiko? Ndichakuvudza zvakavanzika zvomukadzi, nezvechikara chinomutakura chinemisoro minomwe nenyanga dzinegumi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mutumwa akati kwandiri, “Washamiswa neiko? Ndichakuudza zvakavanzika zvomukadzi, nezvechikara chinomutakura chine misoro minomwe nenyanga dzine gumi.