Revelation 18:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwaiɀoɀi ndakaʋona mumŋe mutumŋa aciɓuruka kuɗeŋga, anesimba guru; nyika ikavenekerwa nokubginya kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwaizvozvi ndakaona mumwe mutumwa achiburuka kubva kudenga. Akanga ane simba guru, uye nyika yakavhenekerwa nokubwinya kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure maizvozvi ndakaona mumwe mutumwa achibva kudenga ane simba guru rokutonga, pasi pakapenyeswa nembiri yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwaizvozvi ndakaona mumwe mutumwa achiburuka kudenga, ane simba guru; nyika ikavhenekerewa nokubwinya kwake.
Shona 2009?
Shure kwaizvozvi ndakavona mumwe mutumwa achiburuka kudenga, anesimba guru; nyika ikavhenekerwa nokubwinya kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwaizvozvi ndakaona mumwe mutumwa achiburuka kudenga, ane simba guru; nyika ikavhenekerewa nokubwinya kwake.