Revelation 18:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋateŋgesi ʋenyika ʋacarira nokucema pamsoro paro, nokuti hakucinomunhu unoteŋga nhumbi dzaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Vashambadziri venyika vachachema nokuungudza pamusoro paro nokuti hakuna munhu anotenga nhumbi dzavozve,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Veshawo dzokutengeserana vapanyika vanorichema vachiungudza nokuti hapana achatenga zvinhu zvavo;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vatengesi venyika vacharira nokuchema pamusoro paro, nokuti hakuchina munhu anotenga nhumbi dzavo;
Shona 2009?
Vatengesi venyika vacharira nokuchema pamusoro paro, nokuti hakuchinomunhu unotenga nhumbi dzavo;
Shona SUB 2002 Bible
Vatengesi venyika vacharira nokuchema pamusoro paro, nokuti hakuchina munhu anotenga nhumbi dzavo;