Revelation 18:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Micero yaiɗikanwa nomŋoyo wako, yakabva kwauri, neɀinhu ɀose ɀakanaka neɀinopenya, ɀakabva kwauri, ʋanhu haʋaŋgatoŋgoɀiwani ɀe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Vachati, ‘Muchero wawaipanga wabviswa kwauri. Upfumi hwako hwose nezvinobwinya zvako zvose zvapera, hazvichazowanikwizve.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanoti zvawaida kuwana namafaro ako zvakusiya, hudobori hwako namafaro ako zvakupesa hauchambozviwanazve.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Michero yaidikanwa nomwoyo wako, yakabva kwauri, nezvinhu zvose zvakanaka nezvinopenya, zvakabva kwauri, vanhu havangatongozozviwanizve.
Shona 2009?
Michero yaidikamwa nomoyo wako, yakabva kwauri, nezvinhu zvose zvakanaka nezvinopenya, zvakabva kwauri, vanhu havangatongozviwani zve.
Shona SUB 2002 Bible
Michero yaidikanwa nomwoyo wako, yakabva kwauri, nezvinhu zvose zvakanaka nezvinopenya, zvakabva kwauri, vanhu havangatongozozviwanizve.