Revelation 18:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋateŋgesi ʋeɀinhu iɀi, ʋakaŋga ʋafumiswa naro, ʋacamira kure nokutya kurwadzwa kwaro, ʋacirira nokucema,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vashambadziri vakatengesa zvinhu izvi uye vakawana pfuma yavo kwariri vachamira kure, vachityiswa nokurwadziwa kwaro. Vachachema nokuungudza
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Veshawo dzokutengeserana ivava vakawana upfumi mariri vachamira kure uko nokutya nokuoneswa nhamo kwaro vacharichema vachiungudza zvinonzwika vachiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vatengesi vezvinhu izvi, vakanga vafumiswa naro, vachamira kure nokutya kurwadzwa kwaro, vachirira nokuchema,
Shona 2009?
Vatengesi vezvinhu izvi, vakanga vafumiswa naro, vachamira kure nokutya kurwadzwa kwaro, vachirira nokuchema,
Shona SUB 2002 Bible
Vatengesi vezvinhu izvi, vakanga vafumiswa naro, vachamira kure nokutya kurwadzwa kwaro, vachirira nokuchema,